Kutsunga Pana Mwari- 0. Mutyanda
M· Kutsunga pana Mwari ndizvo zvatichaziva nazvo kuti tiri vechokwadii
V: SIA Vadikanwi kana mwoyo yedu isingatipi mhaka, takaatsunga pamberi pake Mwari --- nechivimbo- muna Mwari ngatichengete mirayiro yake
B Vadikanwi mwoyo yedu isingatipi mhaka - takaatsunga pamberi pake
Mwari- nechivimbo muna Mwari ngatichengete mirayiro yake
Madetembo:
l.Zvino ani nani anochengeta mirayiro yaMwari anogara muna Mwari naiye Mwari anogarawo naye
2. Ndiwo murayiro wake- wokuti titende zita romwana wake Yesu, uye kuti tidane sezvatakarairwa naMambo wedu Yesu ·
3. Mupfumi akaona hama yake ichisahiwa achirega kumunzwira tsitsi rudo rwaMwari rungagara sei maari.