481 Munzwa Mumuviri
video
Munzwa Mumuviri- FShamwari
M ·Munzwa mumuviri
V SIA Ndakapihwa munzwa rnlmyarna yangu, nhume yasatani indirove, kuti ndirege kuzvikudza, ndakapihwa rnunzwa munyama yangu
B --- Munzwa rnunyama yangu, indirove kunyanya kuzvikudza, munzwa rnunyama yangu
Madetembo:
l .Kwenguva nhatu ndakanamata kunaTenzi ndichikurnbira kuti chirwere \
ichi chibviswe
2.Asi iye akandipindura achiti nyasha dzangu kwauri dzakakwana
3.Nokuti simba rangu iguru kwazvo pamunhu anoutera
4. Saka ndinofara zvikuru ndichifarira hutera hwangu
5. Nokuti ndadzikinurwa nesimba raKristo