490 Musande Musande


video

Stop Video; Enter Hymn Number or Title; Click Search.

490 Musande Musande


Musande Musande - C.T. Chinoda
M· Musande musande Musande
V: All
Mambo Mwari wamasimba ose Denga napasi Zvizere nembiri yenyu Ngaarumbidzwe Ngaarumbidzwe Mambo ari-i kumusoro kumusorosoro Ngaakudziwe Samutumwa wamambo ngaakudzwe Ngaarumbidzwe Ngaarumbidzwe Mambo ari-i kumusoro kumusorosoro